Nhandara sezita
Nhandara izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Vimbai Nhandara; Ngoni Nhandara; Ruvimbo Nhandara; Esau Nhandara; Bessie Nhandara.
- Mazwi ari pedyo: nhandare.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nsenga vanoti ntandala (n. large star). VaMambwe vanoti ntandala (a kind of antelope, the Kudu) kureva nhoro.
- VaLomwe vanoti nantara (elephantiasis) kureva chirwere chokufuta makumbo zasi kwemabvi.
- MaZulu vanoti thantala (ideo. of 1. flooding, overflowing). Mamwe mazwi: umthantala (Sheet of water as of a lake or bay).
- VaNyole vanoti etandala (n. middle rib of certain leaves used for making wickerwork baskets; leaf rib). VaNande vanoti eritandala (become difficult) kureva kugozha.