Nsumbi sezita
Nsumbi izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Eduardo Nsumbi; Joao Nsumbi; Alain Nsumbi, Modeste Nsumbi.
- Mazita ari pedyo: Chisumba sezita, Kasumba sezita; Shumba sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.