Nyamuzihwa
Nyamuzihwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: George Nyamuzihwa, Sailas Nyamuzihwa.
- Kune mutupo unonzi Shumba Nyamuzihwa - unowanikwa zvakanyanya kwaMutoko.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.