Nyanhete izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendayi Nyanhete; Nyaradzo Nyanhete; Tatenda Nyanhete.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti nthethe (young unripe plant bamboo). VaTakwane vanoti ntete (n. mat). VaMaconde vanoti inete (n. reed) kureva tsanga.
  • VaTonga vanoti kuteta (become soft, become wet; damp, moist) kureva kupfava kana kutota. Lela vanoti né̱tè̱ (n. difficulty or luck).
  • VaTonga neVenda vanoti tete (adj. fresh, green) vachireva chinyoro kana munyoro?. VaTonga vanoti tete (adj. uncooked) vachireva chisina kubikwa.
  • Kimbundu vanoti kutéta (v. strip; to peel; shell; husk; rip off; debark). Bavili vanoti n'tetë (n. first).