Munyevhe

(Redirected from Nyevhe)
Cleome gynandra 1.jpg

Munyevhe kana nyevhe (Cleome gynandra) muriwo unodyiwa muZimbabwe unowanikwa musango. Uyu mumwe yemiriwo yechivanhu wakagara uriko.

TsikaEdit

  • Kuhwunaira kana kudzonza (Search for intently).
  • Ari kuhwunaira nyevhe: he is absorbed in his search for a kind of wild spinach.