Nyota ihavi yokuda kunwa mvura kana zvimwe zvinonwiwa. Nyota inokonzerwa nokushomeka kwemvura mumuviri kana kuvepo kwezvinhu zvakadai semunyu zvinokonzera kuti munhu ade kunwa mvura.