Nzanga (dzemisha)
Nzanga (village, society, company) apa kureva musha, kana boka ringanzi society kuEnglish. Vakomana veKereke yeRhoma vanosangana muNzanga yaAlois, vasikana vachisangana muNzanga yaAgnes.
Pakuturikira tinoziva kuti kuEnglish society is an organization to which people who share similar interests can belong confraternity; association. MuChiShona toti chita kana nzanga.
Mashoko Akatodzana
chinjirudza- Chidzangara (small group; 2. Squad, 3. A small party of men assembled for drill, inspection, or other purposes) apa kureva kapoka kaduku kari pakudzidza basa kana kaungana nechimwewo chinangwa.
- Chizangaziko (private discussion)
- Kazangarare
- Muzangaza
- Munzanga apa kureva munhu anenge ari nhengo yenzanga.
- Muzangwa
Zvinodaro kuti mashoko aya anogona kuturikira mazwi eEnglish anoti: society, social, socialist, socialism, socialite zvichingodaro.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Vasikana veNzanga yaAgnes vakaenda kuGokomere kumusangano.
- Nzanga inokura yerema yomuchenjeri inoparara: (The village of the fool grows That of the clever man breaks up).
- Nzanga inoreva shamwari kumutauro weChewa.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaLozi vanoti sango kana siango (n. company, group of people) kureva nzanga.