Ranjisi
(runangakatsva kubva kuOrenji)
Ranjisi (kureva orange; Chishongrish: orenji) kana futi raranji, muchero unorimwa une ruvara rwe ranjisi. MuZimbabwe maranjisi anorimwa zvakanyanya kuMazowe.
Mamwe Mashoko
chinjirudzaGanda kana deko (peel, noun) rakadai seganda re ranjisi kana ndimu.
- Kusendenudza kana kufunura (to peel) zvichireva kumenya.
- Kusenda (to scrape) zvichireva kupara.
Mashoko e Chibantu
chinjirudza- VaShambala vanoti shuza kana mashuza pakuwanda (n. orange) kureva orenji. VaTsonga vanoti malamula (n. orange tree).
- Venda vanoti muswiri (n. orange. From Afrikaans: suur) vachireva orenji. Mamwe mazwi: thambo (pip as of fruit).
- VaMaconde vanoti lishenje (n. tangerine; naartjie) vachireva nachisi.
- VaDigo vanoti gandula (n. to peel) vachireva kumenya.