Ranjisi (kureva orange; Chishongrish: orenji) kana futi raranji, muchero unorimwa une ruvara rwe ranjisi. MuZimbabwe maranjisi anorimwa zvakanyanya kuMazowe.

Mamwe Mashoko

chinjirudza

Ganda kana deko (peel, noun) rakadai seganda re ranjisi kana ndimu.

Mashoko e Chibantu

chinjirudza

Tarisai futi:

chinjirudza