Ruremekedzo
(runangakatsva kubva kuRemekedza)
Shoko rokuti ruremekedzo (honor, respect, esteem) rinoreva kubata mumwe munhu nenzira yekumukudza, kumuitira zvinoita kuti ave anoyemurwa nevamwe aine chiremera pamberi pevamwe.
Tsika
chinjirudza- Josiah Tongogara akapiwa ruremekedzo rwegamba rehondo yerusununguko.
- Mutemo wechishanu pamitemo gumi yaMwari unoti remekedza baba naAmai vako kuti mazuva ako awande munyika yamuri kupiwa naJehovah Mwari.
- Chikodze (respect shown)
- Matyira (Reverence. Reverence for elders). Mukuwasha asina matyira haatunhi: a son-in-law who has no reverence does not act respect fully.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Baila vanoti mulemu (an hounored, dignified, respected person) vachireva vanoremekedzwa.
- Baila vanoti ku lemeka (to respect, to honour, to esteem) vachireva kuremekedza. Baila vanoti chakulemeka (respectly) vachireva neruremekedzo.
- Lenje vanoti kulema (1. Be heavy, be a burden, press upon, be difficult; 2. feel heavy, be tired (exhausted, worn out)) kureva neruremekedzo.
- Lenje vanoti kulema (Be weighty, influential, of high rank, honourable). Mamwe mazwi: lemeshya (pay honour to, treat civilly, respect, be polite).