Rukuta izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Sauumu Rukuta; Nurdini Rukuta; Aisha Rukuta; Sadik Rukuta.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaZigula vanoti lukuta (n. a wall) kureva mudhuri. VaRwanda vanoti rukuta (wall). VaKabwa vanoti ukuta (n. wall).
  • VaSwahili vanoti kikuta (stone border, masonry enclosure e.g. around a grave) mudhuri wemambwe wakakomba musha kana rinda.
  • VaGanda vanoti chikuta (husk, shell, bark of a tree) kureva goko, mashanga kana gwati.
  • Luganda vanoti olukuta (n. layer, skin) kureva goko, ganda kana gwati.
  • VaGwere vanoti kakuta (n. husk, shell; chaff). VaYao vanoti likuta (a rough shed made of grass).