Sandawe
Sandawe mutauro weKhoisan unowanikwa muTanzania.
- Sandawe inoti sómbá (n. fish) kureva hove.
- Sandawe inoti nŏŋgóló (n. insect).
- Sandawe inoti khòówáá (n. household) kureva imba.
- Sandawe inoti dzáá (be contiguous) kureva kuambana?.
- Sandawe inoti mipanda (n. route) kureva nzira.
- Sandawe inoti sákhà (n. carrying pole) - zvichida vanoreva mutembo.
- Sandawe inoti tàtá (n. father) kureva baba.
- Sandawe inoti hónó (act of) collecting).
- Sandawe inoti kómì (n. ten) kureva gumi. Mamwe mazwi: dàndà (plus).
- Sandawe inoti () kureva [[]].
- Sandawe inoti taa (v. untie) kureva kusungunura.
- Sandawe inoti téé (v. count) kureva kuverenga.
- Sandawe inoti màkéntá (n. kite) kureva kayiti.
- Sandawe inoti duru (n. slope; family/clan possessions).
- Sandawe inoti dóró (zebra) kureva mbizi.
- Sandawe inoti bèébà (prep. be nearby) kuva pedyo.
- Sandawe inoti thékélé (n. hyena) kureva bere.
- Sandawe inoti sùrú (n. wall) kureva rusvingo.
- Sandawe inoti hama (insult) kureva kutuka.
- Sandawe inoti hogori (trade, price) kureva mutengo.
- Sandawe inoti huma (v. win) kureva kukunda.
- Sandawe inoti tsèé (n. head) kureva musoro.
- Sandawe inoti pàràré (sketch on ground) kureva kutara pasi.
- Sandawe inoti wàré (n. friend) kureva shamwari.
- Sandawe inoti tshíyà (all) kureva zvose.
- Sandawe inoti bóyó kana tétérà (n. seed) kureva mbeu.
- Sandawe inoti gwàbé (be thirsty) kuva nenyota.
- Sandawe inoti tsháá (cooking pot). Fananidzai nokuti tsaya?