Shimwela
Mitauro yeBantu
Shimwela mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania. Vanhu ava chikamu cherudzi runonzi VaNdali.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- VaMwela vanoti nkoongo kana mikoongo (n. tree) kureva muti.
- VaMwela vanoti muundu (n. person) kureva munhu.
- VaMwela vanoti nsheshe (n. four) kureva zvina.
- VaMwela vanoti nng'aano (n. five) kureva shano.
- VaMwela vanoti pabhili (twice) kureva kaviri.
- VaMwela vanoti patatu (thrice) kureva katatu.
- VaMwela vanoti shooko (small) kureva chidoko.
- VaMwela vanoti -kuluungwa (big) kureva hombe. Sokuti mkoongo gwa- n- kuluungwa (A big tree).
- VaMwela vanoti kila (each).
- VaMwela vanoti shi-teengu (n. chair) kureva chigaro.
- VaMwela vanoti lijela kana majela (n. hoe) kureva badza.
- VaMwela vanoti bha-shanda (n. boys) kureva vakomana.
- VaMwela vanoti mbwa (n. dog) kureva imbwa.
- VaMwela vanoti mbaaka (n. cat) kureva katsi.
- VaMwela vanoti kutola (n. to take; take away) kureva kutora.
- VaMwela vanoti ntai (first) kureva wekutanga.
- VaMwela vanoti -peenya (beautiful).
- VaMwela vanoti naapi (black). Mamwe mazwi: mbuli ya-i-shoko ya-naapi (Small black goats).