Shirikadzi kana chirikadzi zvinoreva mukadzi akafirwa nemurume, asina kugarwa nhaka kana kuzoroorwa patsva.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Kalanga inoti chila (live; survive) kureva kurarama kana kupona. VaVenda vanoti tshilikadzi kureva shirikadzi.
  • Nsenga vanoti chila (v. live upon). Mamwe mazwi: chizhya (v. maintain, support life, give food to).
  • VaDigo vanoti gungu kureva shirikadzi. VaKabwa vanoti omutumba (widower) kureva murume akafirwa nemukadzi.
  • Lenje inoti mushike (Widow; widower) kureva munhu akafirwa nemukadzi kana murume wake. Swahili inoti mjani kana mjaani (widow) kureva chirikadzi.
  • Kutuk inoti sirri (n. spinster) mukadzi abva zera asina kuroorwa.

Mamwe Mazwi chinjirudza