Kichokwe

(runangakatsva kubva kuTchokwe)

Kichokwe mutauro weBantu unowanikwa kuAngola, Democratic Republic of the Congo neZambia.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • VaChokwe vanoti shima ya lubaa (n. sadza from Cassava fufu) kureva sadza rehupfu hwemufarinya.
  • Chokwe inoti makunde a chibyi (n. beans) kureva bhinzi.
  • Chokwe inoti jilo (n. eggplant).
  • Chokwe inoti wuwa (n. mushrooms) kureva hohwa.
  • Chokwe inoti nganga (n. witch) kureva muroyi.
  • Chokwe inoti uta (n. gun) kureva pfuti.
  • Chokwe inoti kawa (n. dog) kureva imbwa.
  • Chokwe inoti lunga kana malunga (n. man) kureva murume.
  • Chokwe inoti kuria kana kurya (n. food) kureva kudya.
  • Chokwe inoti kuwema (v. to burn) kureva kutsva.
  • Chokwe inoti Uzambi (n. God) kureva Mwari.
  • Chokwe inoti mwene (n. lord, master) kureva tenzi.
  • Chokwe inoti kuvumbika (n. to serve out of a sense of respct or regard).

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Chokwe inoti chingulu (n. yam) kureva yamu.
  • Chokwe inoti mulembwe (n. okra) kureva derere.
  • Chokwe inoti zanga (n. love) kureva rudo.
  • Chokwe inoti mwalwa (n. sun/s) kureva zuva.
  • Chokwe inoti ndungo (n. slave) kureva muranda.
  • Chokwe inoti musunga (n. flesh of a person or animal).
  • Chokwe inoti vumbi (n. grace, show of respect).

[1]

  1. https://journals.sagepub.com/doi/pdf/10.1177/000608445300400311