Tomondo izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSwahili vanoti tomondo kana kiboko (Hippopotamus) kureva mvuu.
  • VaKagulu vanoti nhomondo kana m-tomondo (n. Hippopotamus) kureva mvuu.
  • VaSwahili vanoti mtomondo (Malay apple tree, Eugenia malaccensis) kureva rudzi rwemuti warehwa.
  • VaSwahili vanoti tomondo (fruit of Malay apple tree, Eugenia malaccensis).