Matsi

(runangakatsva kubva kuUmatsi)

Munhu akaremara zvekusakwanisa kunzwa munzeve anonzi matsi kana burunzeve; munhu wacho ane umatsi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Mambwe inoti mapali, mukutwi kana puli (a deaf person) kureva matsi. Mambwe inoti upalila, umukutwi kana upuli (n. deafness) kureva umatsi.
  • Mambwe inoti -palila matwi (to turn a deaf ear, to sham deafness) kureva kuramba kuteera kana kunyepera umatsi.
  • Baila vanoti chituta (a deaf person) kureva matsi. VaZigula vanoti ndilili (a deaf person) kureva matsi.
  • Hadiyya inoti gawwa (n. deaf) kureva matsi.