Mavhinga

(Redirected from Vhinga)

Mavhinga (clods) zvinoreva magodo evhu anowanikwa parimwa negejo kana patimbwa nebadza.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti vinga (Chop up, cut to pieces; break into fragments). Muenzaniso: ukuvinga izinkuni (to chop up firewood.).
  • MaZulu vanoti isivingi (n. Broken piece, fragment, chip). Mamwe mazwi: imvingomvingo (n. (collect.) Fragments, pieces; anything broken into small pieces).
  • VaTsonga vanoti gadi (n. clod) kureva gadhi. VaKabwa vanoti amagadi (lump of clay) kureva magadhi. VaChewa vanoti chibume (clod).
  • VaFipa vanoti ifinga (n. stone). Kinande vanoti ekirongwe (n. clod of earth; tough) kureva vhinga.