Bangime mutauronyina unowanikwa kuMali.

Mazwi Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Bangime inoti nnε (four) kureva ina. Mamwe mazwi:
  • Bangime inoti swa (n. pestle) kureva mutsi.
  • Bangime inoti tarç (three) kureva tatu.
  • Bangime inoti saage (eight) kureva sere.
  • Bangime inoti ciwε (v. drop, fall) kureva kuwa.
  • Bangime inoti jiŋwe (v. extinguish) kureva kudzima.
  • Bangime inoti minde (enter) kureva kupinda.
  • Bangime inoti pye (v. put). Fananidzai nokuti kutsveta.
  • Bangime inoti barama (v. stay) kureva kugarapo.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Bangime inoti deu (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: nye (n. mushroom) kureva hohwa.
  • Bangime inoti Vyε (water) kureva mvura. Mamwe mazwi: kwere (fighting) kureva kurwa.
  • Bangime inoti mpa (n. friend) kureva shamwari. Mamwe mazwi: dara kana ndara (v. hit, beat) kureva kurova.
  • Bangime inoti birε (fire) kureva moto. Mamwe mazwi: mwi (n. today) kureva nhasi.
  • Bangime inoti ywε (n. moon) kureva mwedzi. Mamwe mazwi: ŋgççmbε (stream) kureva rukova.
  • Bangime inoti taŋa (roof) kureva denga remba. Mamwe mazwi: díyà (n. village).
  • Bangime inoti ganda (public place) kureva nzvimbo yeruzhinji. Mamwe mazwi: nyεrε (n. woman) kureva mukadzi.
  • Bangime inoti nya (mother) kureva amai. Mamwe mazwi: gçndo (n. throat) kureva pahuro.
  • Bangime inoti bumbu (toad). Mamwe mazwi: kondo kun (vulture) kureva gora.
  • Bangime inoti gumbi (n. owl) kureva zizi. Mamwe mazwi: taare (spider) kureva dzvatsvatsva.
  • Bangime inoti gujakara (green). Mamwe mazwi: dara (soft) kureva kupfava.
  • Bangime inoti gau (beautiful) kureva kunaka. Mamwe mazwi: kukalanda (v. crawl).
  • Bangime inoti pende (v. divide) kureva kupanda. Mamwe mazwi: taya (n. hold).
  • Bangime inoti nando (give) kureva kupa.
  • Bangime inoti shura (see, look) kureva kuona.
  • Bangime inoti tùná (v. sell) kureva kutengesa.
  • Bangime inoti tiri (sit down) kureva kugara.
  • Bangime inoti ndara (v. plaster, stick on) kureva kunamira.
  • Bangime inoti dandi (bird'eye chilli) kureva mhiripiri.
  • Bangime inoti tumba (Gourd-bottle) kureva mukombe.
  • Bangime inoti bore (baobab) kureva muwuyu.

Kwakawanikwa Mashoko

chinjirudza