Pfuti

(runangakatsva kubva kuBara (pfuti))

Pfuti imhando yechombo insoshandiswa kukanda mabara akagadzirwa nesimbi. Mabara aya anopfurwa nepfuti achibuda aine spidhi yokuti akarova munhu anokwanisa kufa zvichienderana nokuti arohwa panhengo ipi yomuviri.

Shoko rokuti nyere (bullet cartridge in English) rinoreva chikasha chinodonha kubva pabara kana richinge rapfurwa kubva papfuti.


SIG Pro semi-automatic pistol

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Pfuti iyi inodauka nyere - this rifle ejects cartridge cases.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Zigula inoti futi (n. gun) vachireva pfuti. Umbundu inoti uta (n. gun; shotgun) kureva pfuti. Taabwa vanoti mfuti (n. musket).
  • MaZulu vanoti imbumbulu (Any hard thing, round, and smooth (e.g. billiard ball, knob of carved kerrie, cannon-ball).) kureva mbumburu.
  • Lenje vanoti eleka (level a gun, aim) vachireva kuyereka. Luganda inoti kuerekeza (take aim, aim at) vachireva kuyereka.
  • Nyanja inoti kuomba mfuti (to fire a gun) kuridza pfuti. Chuabo inoti futti (n. a gun) pfuti.
  • VaLozi vanoti sifefe (a short gun) vachireva chifefe. VaLozi vanoti sikwakwakwa (machine gun) kureva chigwagwagwa.
  • Tuwuli vanoti o-to-wa (n. gun. From: ta - shoot) kureva pfuti. Portuguese inoti bala (n. bullet; projectile; missile).