Bato
Bato (section or group of people, political party) zvinoreva chikamu cheboka revanhu.
Kune mapato ezvematongrwo enyika anoti Zanu-PF, MDC, Zapu nemamwewo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Humburi inoti bàt-ò (n. crowd; assembly, large meeting). Mamwe mazwi: bátê (v. gather together, form a crowd). Lingala inoti bato (people, persons) kureva vanhu - munhu vanoti moto.
- Digo inoti chama (party, organisation). Jogo inoti jama (crowd). Bambara inoti jama (n. crowd, audience) kureva dzama revanhu. Mamwe mazwi: jamana (n. country, state).
- Lubwisi inoti kitongole kana bitongole (n. organization). Mamwe mazwi: kuba mu kitongole (belong to an organization).
- Lugwere inoti kitongole (work, administrative unit, department, organization, agency, institution). Mamwe mazwi: kutongola (v. launch, commission; perform an official opening) kureva kuparura.