Bhondi yeGombedzanwa
Pfundo yegombedzanwa (ku Chingezi: covalent bond) kana bhondi yegombedzanwa mashoko anoshandiswa kuChemishonga. Bhondi yegombedzanwa inoitika kana mahatomu maviri achiumba mamorekuru rimwe nenzira yekusheya mhodzigetsi mbiri, kuatomu rimwe nerimwe kuchibva mhodzigetsi imwe iri mugokerero rekunze.
Kupiwa kweZita
chinjirudzaValence - izwi iri rinoshandiswa kuchemishonga richireva kuti 'the quality that determines the number of atoms or groups with which any single atom or group will unite chemically' kana kuti 'combining power of an element relative to the standard hydrogen atom'. Izwi iri rakaumbwa kubva kuChiLatini kwavanoti valentia kureva Strength or capacity.
VaShona vanoti hombarume vachireva strong man. Izwi rokuti gombwe rinoreva rich, influential man. Saka ipapa pane kutodzana nezvinorehwa nezwi rokuti valence kana valency.
- Mazwi anoti bhondi yegombedzanwa kana pfundo yegombedzanwa ari kuturikira Covalent Bond.
- Pano mazwi anoti Hukomba hweNhangande ari kuturikira chinonzi valence of an element kana valency of an element kuchemishonga.
- Mazwi anoti hombarume, chikombarume kana gombarume ari kuturikira valiant or man of valour.
- Invalid inokwanisa kuturikirwa ichinzi mugomberwi kureva munhu akomberwa nechirwere.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaWanga vanoti eshiungo (a join). VaSwahili vanoti chiungo (organ, body part) kureva mutezo wemuviri.
- VaGwere vanoti buyungiro (joint; point of connection where 2 things link together). VaGwere vanoti kuyunga (join, attach, connect, link).
- Giryama vanoti kulunganya (to connect) kureva kubatanidza. Herero vanoti oupenda kana ouvande (n. valour).
- VaDigo vanoti unga (to join, to unite). VaDigo vanoti ungo (a joint of the body, the body as a whole, and in particular the back; figuratively used of a tree bearing fresh fruit).
- MaZulu vanoti ubuzima (n. Heaviness, weight; importance; difficulty) kureva huremu kana kugozha. Mamwe mazwi: -zima kana nzima ( strong, forcible, Heavy. weighty, difficult, important. ).