Bungu sezita
Bungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Philip Bungu; Benedicte Bungu; Niclette Bungu; Shamiso Bungu.
- Mazwi ari pedyo: bungu rechibage; bungu iri shiri, bungu riri sango, Mabungu sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Mambwe inoti cipungu (stingy person, miser) kureva munhu akawomera. Kikongo inoti bungu (n. reason, motive).
- Zigula inoti kihungu (a flat, round basket used for sifting flour) kureva rusero. Vanoisa h pamwe patinoisa p. Sokuti: kuhara (scrape) kureva kupara.
- Zulu inoti isiphungo (Liquid medicine taken internally esp. for coughs, or to ward off danger or disease) kureva mushonga unonwiwa kurwisa chirwere.
- Umbundu inoti ocipungu kana ocivonde (backbiting). Nyaneka inoti epungu (n. corn).