Mabungu sezita
Mabungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Florence Mabungu; Sibonelo Mabungu; Gloire Mabungu; Diana Mabungu.
- Mazwi ari pedyo: bungu rechibage; bungu iri shiri, bungu riri sango, Bungu sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaMambwe vanoti cipungu (stingy person, miser) kureva munhu akawomera. Kikongo inoti bungu (n. reason, motive).
- Zigula inoti kihungu (a flat, round basket used for sifting flour) kureva rusero. Vanoisa h pamwe patinoisa p. Sokuti: kuhara kureva kupara.
- MaZulu vanoti isiphungo (Liquid medicine taken internally esp. for coughs, to ward off danger or disease), mushonga unonwiwa kurwisa chirwere.
- Umbundu inoti ocipungu kana ocivonde (backbiting). Bemba inoti mabungu (n. mopane worms) kureva madora.