Chikondo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Herero inoti otyi-kondo (n. transition - go over, through, as across a river 2. v. to cross a river or plain; crossover) kureva kuyambuka.
  • Herero inoti otyi-kondo (n. line of separation or demarcation). Mamwe mazwi: otyi-kondo (n. mulatto - transition from white to black). Oku-konda (n. brevity, briefness, cutting short).
  • Herero inoti konda (v. cut through or off; crop; shear; amputate; behead; cut off; put an end to; exclude; excommunicate, apportion).
  • Taabwa inoti kikondo (n. big toe). Mamwe mazwi: kakondo (n. toe). Kinande inoti omukondi (n. wood cutter, lumberjack).
  • Bemba inoti icikondo (n. toe). Lugungu inoti kakondo (n. belt loop, hasp).