Mukondo sezita
Mukondo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Justice Mukondo; Vimbai Mukondo; George Mukondo; Paul Mukondo.
- Mazita ari pedyo: Chakonda, Mukonde, Chikonde; Mukondi, Chikondo, Nyamukondiwa, Kondiwa, Rukondo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- Lenje vanoti mukondo (track, trail, spoor). MaZulu vanoti umkhondo (n. track, trail, spoor).
- Mambwe vanoti mukondo (beaten track followed by wild animals) kureva mwanza.
- VaTonga neBaila vanoti mukondo (foot print) kureva chindindo chetsoka. Kimbundu vanoti mukondo (n. anguish; sadness; funeral ceremony).
- Herero vanoti ikondo (n. dark coloured with white stripe; divided by a white stripe). Mamwe mazwi: oku-konda (v. to cut through; divide).
- Giryama inoti mukondo (n. by-path - indirect or secondary path; stream, current in river, of air, people).
- Swahili vanoti mkondo (n. flow, course, run, current; track). Mamwe mazwi: mkondo wa simba (n. track of a lion).
- Kinande vanoti omukondo (n. servant) vachireva mushandi. Mamwe mazwi: obukondo (n. servitude) vachireva huranda.