Chikonzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tanatswa Chikonzi; Darryl Chikonzi; Hardlife Chikonzi; Nelson Chikonzi.
  • Mazita ari pedyo: Mukonzo sezita, Mukonzi sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyungwe inoti kukondza (to do; work; create; repair). VaTonga vanoti kukonzya (have the ability) kureva kuva unogona.
  • Nyanja into chikonzi (n friendship) kureva hushamwari. Mamwe mazwi: mkonzi (n. friend, one with whom one is on good terms).
  • MaZulu vanoti isikhonzi (Messenger, vassal, voluntary servant.). MaZulu vanoti isikhonzi (Choir boy; altar attendant).
  • Zulu inoti inkonzo (Service, vassalage, homage; subjection to chief). Mamwe mazwi: umkhonzo (Present sent with greetings, as an expression of regard/loyalty; token of remembrance; keepsake).