Mukonzi sezita
Mukonzi kana Mkonzi mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe, Kenya, South Africa, neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Pinky Mkonzi, Bambu Mkonzi, Jackson Mukonzi, Stewart Mukonzi.
- Mazita ari pedyo: Mukonzo sezita; Chikonzi sezita.
- Tarisai chinyorwa chinonzi kukonza.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Luganda vanoti kola (v. work, to do, make) kureva kushanda, kuita kana kugadzira. Mamwe mazwi: mkozi (n. workman) vachireva mushandi.
- Nyanja vanoti ukonzi kana mkondano (friendship) kureva hushamwari. Mamwe mazwi: mkonzi, chikonda, mkonda (friend) kureva shamwari.
- Sangho vanoti mokonzi (n. head or chief of organization) kureva mukuru wenzvimbo. Mamwe mazwi: mokonzi-kua (n. foreman) vachireva foromani.