Chikore sezita
Chikore izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chikore, chingore, kana chimotso (a bunch, cluster of fruit) zvinoreva tsumbu remichero.
- Vanhu vane zita iri: Simba Chikore.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaSwahili vanoti kikore kana kore (a newly laid out garden or field) vachireva munda mutsva.
- VaSwahili vanoti kikore (rich/famous person) vachireva munhu mupfumi kana ane mukurumbira.
- VaNyoro, VaGiryama neVaWanga vanoti eshikole (n. act) kureva chiito.
- VaGwere vanoti mukoli wa (maker of something - factor). VaGwere vanoti kukolerera (work towards something).
- Lubwisi vanoti kikoole (n. Bean). Umbundu vanoti ocikole (n. earth or water colored by iron).