Gwembe
(runangakatsva kubva kuChikurukuta)
Gwembe, chikundu, rukundu kana chikurukuta (the mange) chirwere chinokonzera kuvaviwa uye kudonha kwevhudzi kana makushe chinobata mhuka zvose nevanhu.