Mutowo
(runangakatsva kubva kuChino)
Mutowo (Manner, method, procedure, habit, custom; attitude) zvinoreva nzira yemaitirwo ebasa kana icho chiripo chinoda kuitwa.
Mamwe mazwi - chino, munyire kana mugarire.
Mazwi anoreva custom: muitiro, chibaro, mutowo, mugarire.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Rwendo rwuno tiri kurima nemumwe mutowo.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaNyoro vanoti -manyire kana manyira (to be used to) vachireva kuzivira. Fananidza nokuti munyire?
- VaDigo vanoti chilwako (your way) kureva nemutowo wako kana nenzira yako.VaDigo vanoti mabaro (habits, characteristics) kureva katsika.
- VaWanga vanoti injero (example; way; method). VaGanda vanoti msangu (law) kureva mutemo.
- Mang'anja vanoti tupi (the body; one's person; used for one's body - hence one's self; and figuratively, kind, body of grain). Sokuti mpunga wa tupi lina - rice of a different colour, also shape.
- VaFwe vanoti ma-yemo (n. nature, characteristics).