Zvipfuyo

(runangakatsva kubva kuChipfuyo)


Zvipfuyo kana zvipfuwo (livestock; domestic and farm animal) zvinoreva mhuka dzinochengetwa pamusha dzakadai seMombe; hwai, mbudzi, huku, mbongoro, dhadha; hanga; njiva; ngarikuni zvichingodaro.

  • Chibaya kana zvibaya pakuwanda (Shelter for domestic animals) apa kureva matanga ezvipfuyo.
Zvipfuyo

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Jakobe wakahamba kuenda Sukothi, akadziakira mhatso, wakaaka zvibaya zvezvifuyo zvake: Jacob went on to Sukkot, where he built himself a house and put up shelters for his cattle. (Genesis 33:17 Bhaibheri reChiNdau).
  • ... Munozobuda, mwechitomuka kudai ngemakonyana anobuda muchibaya. You shall go out leaping like calves from the stall. (Malachi 4:2 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • MaZulu vanoti fuya (Own stock, breed & rear domestic animals, domesticate; have tenants or dependants; keep pets) kureva kupfuya.
  • VaTsonga vanoti xifuwana (n. pet). VaTsonga vanoti xifuwo (n. domestic animal). Xitsonga inoti fuwa (v. posses).
  • MaZulu vanoti isifuyiwe (n. tame animal) imhuka yakapfuyiwa. Mamwe mazwi: fuya (To be wealthy in live stock) kureva kuva kupfuma nezvipfuyo.
  • Nyungwe inoti cifuwo (n. domestic animal) kureva chipfuyo. Ila vanoti kufua (to possess) kureva kuva nechinhu charehwa.
  • VaVenda vanoti tshifuwo kana zwifuwo (n. livestock) kureva zvipfuyo. Mamwe mazwi: -fuwa (v. domesticate).
  • VaLenje vanoti fuwa (keep livestock), kureva kupfuya. VaBemba vanoti sanda (breed).
  • Chopi vanoti kufuya (v. to possess a number of animals ormen which require food). Mamwe mazwi: cifuyo (v. domesticated animal)