Chipungu sezita
Chipungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Philip Chipungu; Kaluba Chipungu; Ennet Chipungu; Chimwemwe Chipungu.
- Mazwi ari pedyo: bungu rechibage; bungu iri shiri, bungu riri sango, Bungu sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaMambwe vanoti cipungu (stingy person, miser) kureva munhu akawomera.
- Zigula inoti kihungu (a flat, round basket used for sifting flour) kureva rusero. Vanoisa h pamwe patinoisa p. Sokuti: kuhara (scrape) kureva kupara.
- MaZulu vanoti isiphungo (Liquid medicine taken internally esp. for coughs, or to ward off danger or disease) kureva mushonga unonwiwa kurwisa chirwere.
- Umbundu inoti ocipungu kana ocivonde (backbiting).