Chirau
Chirau izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Vanhu vane zita iri: Yeukai Chirau; Takudzwa Chirau; Theresa Chirau; Chief Jeremiah Chirau.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Venda inoti murau kana murahu (adv. behind) kureva kumashure. Kabiye vanoti kɩlaʋ (n. sacrifice (ceremony).
- MaZulu vanoti isilawu (n. Khoi-Khoi language; Khoi-Khoi characteristics), kureva mutauro netsika dzeMaKhoi-Khoi.
- MaZulu vanoti ililawu kana amalawu (n. Hut set apart for unmarried men or boys; hut for unmarried girls), kureva gota kana nhanga.
- VaDigo vanoti malau (meeting called to solve a dispute). VaMambwe vanoti ulau (a visit to another village). Tiriki vanoti shiravu (level country).
- Kimbundu vanoti lau kana rilau (n. reward; gift, award, salary; hounor; gratification; retribution;) kureva mubayiro.