Chironga sezita
Chironga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi emimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mazwi emitauro yeBantu anotodzana. Zvichida mazwi ari pasi ayo anokwanisa kuturikira chinonzi politics, polity, policy kuEnglish.
- Lenje vanoti mulongo (n. Number of individuals together, group, company, party, band, herd, flock). Bavili vanoti buloongo (n. world, universe).
- Kinande vanoti omulhongo kana omulongo (n. village). Nsenga vanoti mulongo (n. crowd, collection, herd, flock; band; company).
- Sena vanoti longa (to speak) kureva kutaura. Shambala vanoti kilongola kana mulongozi (guide) kureva mupangidzi.
- VaZigula vanoti kulonga (to speak, talk, narrate, tell) kureva kutaura. VaZigula vanoti kulonganya (to talk together) kureva kutaura mese.
- Giryama inoti kulongoza (v. lead; be at the head) kureva kutungamira.