Chitumba sezita
Chitumba izita remhuri muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Chenai Chitumba; Takudzwa Chitumba; Panashe Chitumba; Tariro Chitumba.
- Mazita ari pedyo: Mudumbi; Mutumba; Chitumbura, Dumbura.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaVenda vanoti tshitumba (n. sheep's fold; goat's kraal; fowl's pen; pig's sty). VaMaconde neVaYao vanoti chitumba (calabash, gourd) kureva dende.
- VaYao vanoti chitumba (a bud). VaYao vanoti chitumba (n. salt) kureva munyu. Tunen vanoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed).
- VaLenje vanotaura izwi rokuti chitumba (underground nest of rat) kureva dendere regonzo kiri pasi pevhu.
- Chopi vanoti cirumba (n. a jelly fish). Madudziro - vanoti kuruma kureva kutuma. Kimbundu inoti kitumba (n. bush; meadow).