Mudumbi
Mudumbi izita rinowanikwa kuCongo, Kinshasa neNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Murzet Mudumbi, Guillaume Mudumbi; Tara Mudumbi; Elia Mudumbi.
- Mazita ari pedyo: Chitumba; Chitumbura; Mutumba, Dumbura.
Mitauro yeChiBantu
chinjirudza- Herero vanoti tumba (bring down, subdue, reduce - as swelling by fomenting, manage people, train). Mamwe mazwi: tumbisa, tumba (subdue e.g. fire, so it smoulders not flame) kureva kudumbidza.
- Herero vanoti tumbuka (v. approach) kureva kuswedera. Mamwe mazwi: tumbura (v. cause to draw near; cause to obey; subdue; tame).
- Zulu vanoti tumba (bring into submission, capture, take captive, conquer).