Mutumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Herero inoti tumba (bring down, subdue, reduce - as swelling by fomenting, manage people, train).
  • Herero inoti omu-tumba (n. downs; sandhills. Downland rolling upland, in the chalk areas of South Britain, characterized by lack of trees and used mainly as pasture).
  • VaZulu vanoti tumba (bring into submission, capture, take captive, take spoil, pillage, conquer). Muenzaniso: ukuthumba izinkomo zezitha (to capture the enemies' cattle).
  • Nyanja inoti mtumba (a quiver of skin) kureva goba redehwe. Nsenga vanoti mutumba (width, breadth, thickness).
  • Tunen inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed). Shambala inoti mtumba (n. maternal uncle).
  • Kikongo inoti tumba (v. Dignify). VaNyungwe vanoti -tumba (lift up, exalt oneself).