Chivaura

Chivaura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mang'anja vanoti chiwaula (caterpillar with row of distant hairy spines: leaves hair behind, hence the name) kureva gonye rinosiya mvere dzaro parafamba.
  • VaLenje vanoti uwaula (Make light of; treat contemptuously; be uncivil, rude, insulting; despise). VaGanda vanoti okwaawaula (v separate).
  • VaLozi vanoti -shwaula (v.t. to despise, to contempt, to look down on, to disdain, to mock, to belittle, to humiliate) vachireva kuzvidza.
  • VaKongo vanoti vavula (to put, set, place far or further or wide apart, separate or put some distance apart).
  • VaWanga vanoti okhwaula (sort out; separate; select from amongst a crowd; set apart; ordain; consecrate) vachireva kuketa kana kutsaura.