Chiwota sezita
Chiwota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Chiwota; Simba Chiwota; Shamiso Chiwota; Tatenda Chiwota.
- Mamwe mazita: Chihota.
- Tarisai chinyorwa chinonzi hota. Kune dhamu rinonzi Chiwote Dam kuMvurwi, Zimbabwe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Herero vanoti vota kana ota (v. to draw water) kureva kuteka mvura. Mamwe mazwi: otyivotero (n. spot where water is drawn).
- Lunda vanoti chiota (n. open palaver hut. Palaver means a conference or discussion) kureva igptekwa redare kana musangano.
- Hadiyya inoti oota (n. fence) kureva fenzi. Mamwe mazwi: otoota (1. a sort of fence; 2. protection). Ootamma (adj. round)