Chizinga sezita

Chizinga izita rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Mwaka Chizinga; Farai Chizinga; Numeri Chizinga; Sarah Chizinga.
  • Izwi rokuti chizinga rinoreva huyu yehuchi - honeycomb.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.