Murwi
(runangakatsva kubva kuDukutuku (Murwi))
Kuturikidza (heap, pile) zvinoreva kugadzika zvinhu kana nhumbi dzakagara pamusoro peimwe, dziri pasi dzakatakura huremu hwedziri pamusoro. Hari dzinorongwa pachikuva dzakaturikidzana. Vatauri vechiManyika vanoti kutunhikidza.
- Murwi, dutu, dukutu, dukutuku kana dukurira (heap).
- Chitswa (small heap) zvichireva chitutu.
- Dukutu (heap of ash, dust or light soil).
- Dukutuku (Large disorderly heap).
- Nhukudza (Smallish heap).
- Dukusiro (Patch of fine, loose soil e.g in which hen takes dust-bath, or larva burrows easily).
- Kututumadza, kutunhumadza kana kutundumadza (heap up; elevate).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Nhurikidzwa - murwi wakarongeka - orderly pile.
- Kutanhukidzwa (to raise higher) apa kureva kusimudza kusvika pakakwirira.
- Pakaturama kana -turama (be in raised position) apa kureva kuva panzvimbo yakakwirira.
Mashoko ari pano anokwanisa kuzoshanda kuturikira chinonzi structure kuEnglish.
Tsika
chinjirudzaChitukutuku izita remhuri muZimbabwe.
- Anesu anga akabata dukutuku remari.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- VaLenje, neVaTonga vanoti mulwi (heap, pile e.g. of grain, grass or sticks) kureva murwi. Shambala vanoti shungu (n. heap) kureva murwi.
- VaYao vanoti chitutu (the ashpit ; dunghill). Hadiyya inoti duta (fullness, abundance, many). Mamwe mazwi: dut (adj. many). Dutukko (to be abundant or in excess).
- Kinyarwanda inoti kurunda (to pile together, heap). Ila vanoti ilunda (a big heap) kureva zimurwi. Kimbundu vanoti kulunda (v. keep, conserve, preserve, maintain).
- KiKagulu inoti dilundo (n. heap) kureva murwi. Mamwe mazwi: (v. 1. to hoard, be a miser; 2. to assemble, collect). Kinande inoti ekirunda (n. a heap of stones; type of sweet potato).
- VaFwe vanoti ku-kambika (to put on top of each other). Mamwe mazwi: n-kambikiro kana n-kambikwa (n. profit). Umbundu inoti ondunda (pile) kureva murwi.