Firimu
Zanhi iri rinoda kuwerengwa nokugadzisiriswa
Firimu (kubva pachiNge: film, ariwo Bhaiskopo kana Uhambisamufanano) ibasa reuseza we ruoniko rwunoshandiswa kurakidza vanhu zviitiko uye nekuundurira kuvanhu mazano, nyaya, unzveri, manzwiro, runako, kana ruchingamweya, nekushandisa mifananidzo inofamba. Mifananidzo yachona inowanzo shandiswa pamwe ne ruzha, uye, kazhinji kashoma, mamwe matekenyo eunzwiro. Shoko rekuti " sinema ", rinobva pachipfupiso cheshoko rokuti tarasinema, rinowanzo shandiswa kureva kuusikafirimu uye ne hushangazhi wemafirimu, uye kureva futi chimhando cheuseza chinobuda po.
Duramazwi:
chinjirudza- kutekenya - to stumulate
- yinzwo - sense,
- unzwiro - sensory, sensual
Ringai zve:
chinjirudza- Bhaiskopo
- Terevhizheni
- Komiki
- Katuni
- Hanimesheni
- dudzwakutsi (subtitle)
- ẋamera/kġamera (camera)