Useza (Chingezi: art; artistic) izwi rine chirevo chakakura kwazvo. Muchidimbu rinoreva kusikwa kwezvinhu zvakasiyana-siyana zvakafanana nezvisiko. Munhu anoteedzera zveuseza anonzi musezi kana Vasezi kana munhu ane useza uye izvo zvaakasika kana kugadzira anonzi useza.

useza yeAfurika
A Negress chiseza chemusezi anonzi Anna

Vazhinji Vasezi vanotenda kuti Mwari ndiye mukurusa musiki wekutanga, nekuti ndiye akasika zvinhu zvese, zvinoshandiswa semubviro weruzivo neVasezi, kunyanya pavano penda, vanokopera vachishandura zvimwe zvishoma. Apa ndipo panogadzirwa usiki museza.

Vasezi kuburikidza nezvinhu zvaakasika, sezvakaita mufananidzo wekudhirowa kana mumhanzi, ipapo uchave nemukana wekuratidzira manzwiro emukati make, enz. kufara, kana kushungurudzika kwake kana kwevamwe, uye kudzidzisa, kana kufadza.

Mhando yeUseza chinjirudza

Mumubatanidzwa wavo wakasiyana, uye nezvimwe wo.

Zita chinjirudza

Useza kana kuva neuseza zvinoreva munhu ane chipo chekuseza kana kueza.

Shoko rekuti useza rinogona kunge rakabva kushoko rekuti 'eza'.

Varotse vane izwi rekuti -eza rinomirira kuti; kuunza muhupenyu, kugadzira; kusika uye kuita, uye vano dana munhu ano eza kuti muezi.

Pamusoro pezvo, rimwe shoko reChishona nderekuti kuveza rinoshandiswa pakutaura nezve kugadzira zvinhu.

Useza hweVashona chinjirudza

Kuveza chinjirudza

tarisai futi peji re Kuveza

Kudzana chinjirudza

tairisai futi peji re Kudzana

Mumitauro yechiBantu chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. Chiswahiri Wiki 'Usanii' Yakatariswa: 7 Nyamavhuvhu 2021
  2. Chixhosa wiki 'useza' yakatariswa 7 Nyamavhuvhu 2021