Gombe reRwizi
Gombe reRwizi kana mahombekombe (Shore, the land along the edge of a sea, lake, broad river, etc.) apa kureva nzvimbo yakakomberedza rwizi, nyanza kana gungwa.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaChewa vanoti gombe (the edge or bank of the river or lake). Nyungwe vanoti gombe (riverside) kureva gombe rerwizi.
- VaChewa vanoti mpale (a flat shore with shallow water a long distance out).
- Herero vanoti oku-ti (n. coastal land or country) kureva gombe regungwa.
- VaTonga vanoti inkomwe (riverside) kureva gombe rerwizi.
- VaWanga vanoti oluchinga kana olukuku (coast; shore; banks) kureva gombe rerwizi kana gombe renyanza.