Open main menu
Cala Goloritze o.jpg

Gungwa Mediterranean igungwa riri pakati peziwumbe zveAfrica, Asia neEurope. Zita rokuti Mediterranean rinobva pamazwi echiLatin anoreva kuti pakati pematunhu, izvi zvichibva pakuti gungwa iri riri pakati pamatunhu arehwa pamusoro ayo.