Mwero wekukura

(runangakatsva kubva kuHodzongwe)

Chinyorwa chino chinounganidza mashoko anodudza kukura kwechinhu, nzvimbo kana munhu.

  • Chivururukwa (Small, fatperson or animal e.g rat; 2. Foolish person).
  • Kukungundura (Make something very big e.g. house, bridge, dam).
  • Pfupi
  • Pamhi kana bamhi (something wide or broad) apa kureva chinhu chakapamhama.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Chitando, chitandiro kana chitanda (degree, measure) apa kureva mwero wekukura, kusimba kana huwandu hwechinhu chiri kucherechedzwa. Zvichida izwi iri ringashanda kuturikira chinonzi dimension kuEnglish.

Dimension (1. Measurement in length, width, and thickness, 2. scope; importance).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaHerero vanoti tumba (be of great size, be raised, high, elevated, be full, pregnant, swell, abound, be rich).
  • VaZulu vanoti tumba (swell, be full, become large). VaNyoro vanoti -koto (immense; large; great) kureva chikuru.
  • Kimbundu vanoti rikota (n. major, bigger) kureva hombe. Mamwe mazwi: ukota (n. adulthood, majority).
  • VaKikuyu vanoti -a kanini kana -nyinyi (adj. tiny) vachireva kanhu kadikisa.
  • VaKikuyu vanoti onyinyi (adj. smallness) vachireva hudiki.