Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • VaChewa vanoti gulu kana magulu (audience; assembly, troop). Mamwe mazwi gulu (a race or family, larger than fuko).
  • VaChewa vanoti gulu kana magulu (crowd, company, herd of animals, drove of cattle, pack of wolves). Sokuti gulu la ankosa - danga rehwayi.
  • Chuwabo vanoti vatakulu (at home) kureva pamba kana pamusha. Gbeya vanoti guru (in one place) kureva panzvimbo imwe.
  • Samo vanoti kuru (n. group) kureva boka. Fananidzai nokuti guru. Jamsai Dogon inoti guru (adj. long).


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.