Kakora sezita
Kakora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Thabiso Kakora; Simone Kakora; Nyarai Kakora; Refilwe Kakora.
- KuChiweshe kune chikoro chinonzi Kakora Secondary.
- Mazwi ari pedyo: Makora sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lugwere inoti kikole (n. act, action, activity, deed, verb) kureva chiito. Lugwere inoti kukola (do, act, work, manufacture) kureva kuita, kushanda kana kugadzira.
- Lugwere inoti mutambi kana mukoli (worker, employee, labourer) kureva mushandi. Lugungu inoti nkora (n. method, manner, means) kureva mutowo wekuita basa.
- VaNyoro vanoti okukora kana omurimo (work) kureva mushando. VaNyoro vanoti omukozi (workman; labourer) kureva mushandi.
- Yao inoti kukola (to have; to get' to possess). Mamwe mazwi: kola umi (live, live happily; be healthy, to be well) kureva kurarama kana kuva mutano.
- Umbundu inoti kola (be great; strong, solid, firm ; be unfortunate) kureva kusimba. Mamwe mazwi: kolisa (v. Intensify).