Kangari sezita
Kangari izita remhuri rinowanikwa muAngola.
- Vanhu vane zita iri: Mara Kangari; Andercia Kangari; Victor Kangari.
- Mazwi ari pedyo: rukangarahwe; hanga, Rukanga sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. CPane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti kanga (n. surface; face; area) kureva pamusoro pechinhu.